{"product_id":"gango-diana-vito-9781763856905","title":"Gango: Musanganiswa weNhetembo","description":"Gango rinowanikwa nemhando dzakasiyana munyika dzakawanda. Mazita akasiyana asi chinangwa chimwechete, chinova kusanganisa. Naizvozvo bhuku \"Gango musanganiswa weNhetembo\" unonyurura mitauro nemadingindira akasiyana. Zvese izvi zvinokangwa kuburitsa mutakunanzva uno, \"Gango\". Mukati imomo munowana Shona, Ndebele, Chirungu, Chichewa nemimwe mitauro inowanikwa muZimbabwe. Zvisinei, Shona neChirungu zvakati wandei. Nhetembo idzi dzinobata kunaka kweZimbabwe, rudo, mari, kushungurudzwa kwevanhukadzi, mukondombera, Kisimusi, hushamwari hwezvirokwazvo nekuchecheudzwa pamwe nezvimwe zvakadaro. Zvese zvinovaraidza kuverenga kana kuteerera. Zvakadaro, chinyorwa chino ndechekuvaraidza pfungwa nenguva, kudzora ndangariro nezvimwewo zvinokurudzira vanhu kugarisana zvakanaka.\u003cbr\u003e\u003cbr\u003e\u003cb\u003eAuthor:\u003c\/b\u003e Diana Vito,Rumbi Chen,@Pope Francis Muzofa\u003cbr\u003e\u003cb\u003eISBN-10:\u003c\/b\u003e 1763856909\u003cbr\u003e\u003cb\u003eISBN-13:\u003c\/b\u003e 9781763856905\u003cbr\u003e\u003cb\u003ePublisher:\u003c\/b\u003e Rumbi Chen\u003cbr\u003e\u003cb\u003eLanguage:\u003c\/b\u003e English\u003cbr\u003e\u003cb\u003ePublished:\u003c\/b\u003e 01\/25\/2025\u003cbr\u003e\u003cb\u003ePages:\u003c\/b\u003e 80\u003cbr\u003e\u003cb\u003eFormat:\u003c\/b\u003e Paperback\u003cbr\u003e\u003cb\u003eWeight:\u003c\/b\u003e 0.26lbs\u003cbr\u003e\u003cb\u003eSize:\u003c\/b\u003e 9.00h x 6.00w x 0.17d","brand":"Diana Vito","offers":[{"title":"Paperback","offer_id":48800552452351,"sku":"9781763856905","price":9.99,"currency_code":"USD","in_stock":true}],"url":"https:\/\/www.whiterainbookhouse.com\/products\/gango-diana-vito-9781763856905","provider":"WR Book House","version":"1.0","type":"link"}